KwaChimedza Foods

KwaChimedza Foods Zimbabwe cuisine at it's best. Sample Zimbabwe's traditional foods and amazing culture. An amazing e

Wanga uchiziva here kuti unogona kutenga musorowembudzi nemakumbo acho zvakabikwa? Tibate neWhatsApp pa 078 781 1222 kut...
06/05/2026

Wanga uchiziva here kuti unogona kutenga musoro
wembudzi nemakumbo acho zvakabikwa? Tibate ne
WhatsApp pa 078 781 1222 kuti uzive zvizere panyaya
yechikafu chinonaka fani. Road runner, garukuni,
zvinyenze musoro wen'ombe, mabhonzo ane mongo
nezvimwevo zvakawanda zvinoka. Our portions are
generous zvekuti vanhu vaviri-vatatu vanogona
kutokwana pameal imwe chete. Tiri an online
restaurant, nokudaro, hatiiti ma sit-downs. Chikafu
chinounzwa kwamunenge muri for a small delivery fee,
kana kuti munogona kuzotora zvenyu mega kana order
yenyu yaibva. Tibatei ne WhatsApp panumber dziri
pamusoro idzo tihwerekete.

Kudhla hakudi uri woga. Batana neshamwari dzako mutsvake kudhla kunonaka. Our portions are so generous zvekuti anotoda v...
25/03/2026

Kudhla hakudi uri woga. Batana neshamwari dzako mutsvake kudhla kunonaka. Our portions are so generous zvekuti anotoda vanhu vaviri kana vatatu kuti mupedze imwe. Mungangova pabasa moita kanzatu kanzatu, motsvaka portion yakaita seyemusoro wembudzi nemakumbo ayo kana kuti musoro wen'ombe. Kuti muwane zvimwe zvakazara pamusoro pechikafu chedu, WhatsApp pa +263787811222 muronge. Chikafu chinounziwa kwamuri for a small delivery fee, depending on your distance from our kitchen. We are an online restaurant, nokudaro hatiiti ma sitdowns. Munogonavo kuronga zvekuzotora kana order yenyu yaita.

Musoro wembudzi newen'ombe zvanetsa fani kuvatengi vedu. Ticharamba tichigadzira semadire amunozviita. Iye zvino pane ma...
15/02/2026

Musoro wembudzi newen'ombe zvanetsa fani kuvatengi vedu. Ticharamba tichigadzira semadire amunozviita. Iye zvino pane makwaya eKariba (Kariba tilapia) nezvimwe zvakawanda. Munotaura moga kuti munoda rakabikwa sei. We are an online restaurant, nokudaro hatiiti ma sit-downs. Munotibata neWhatsApp, kufona kana kutexta panumber idzi 078 200 0811 Kana chikafu chenyu chaibva, munogona kuzotora henyu kana kuti we deliver for you at a small delivery fee charged at 50c from our kitchen in Mabelreign, close to the Golf Course and Mabelreign Shops. Tibatei neWhatsApp tihwerekete kana kuti muone zvimwe pa catalog yedu.
KwaChimedza, Kudhla kunonaka!

Idhla kudhla kwako usingatamburi nekusvaya nhunzi. Wambohwa here kuti oxtail yedu iri kunaka sei? Ko iro gwaya racho? Op...
16/12/2025

Idhla kudhla kwako usingatamburi nekusvaya nhunzi. Wambohwa here kuti oxtail yedu iri kunaka sei? Ko iro gwaya racho? Open our catalogue and view our yummy meals. We are an online restaurant, nokudaro, we do not do sit-downs. You can WhatsApp, text, or call us to find more about how you can order or to learn about our services on 078 200 0811. You can pick up your order from us when it is ready, or we can deliver to you at 50c per kilometre from our kitchen in Mabelreign.
KwaChimedza, Kudhla kunonaka!

Wanga uchiziva here kuti unogona kutenga musorowembudzi nemakumbo acho zvakabikwa? Tibate neWhatsApp pa 078 200 0811 kut...
25/11/2025

Wanga uchiziva here kuti unogona kutenga musoro
wembudzi nemakumbo acho zvakabikwa? Tibate ne
WhatsApp pa 078 200 0811 kuti uzive zvizere panyaya
yechikafu chinonaka fani. Road runner, garukuni,
zvinyenze musoro wen'ombe, mabhonzo ane mongo
nezvimwevo zvakawanda zvinoka. Our portions are
generous zvekuti vanhu vaviri-vatatu vanogona
kutokwana pameal imwe chete. Tiri an online
restaurant, nokudaro, hatiiti ma sit-downs. Chikafu
chinounzwa kwamunenge muri for a small delivery fee,
kana kuti munogona kuzotora zvenyu mega kana order
yenyu yaibva. Tibatei ne WhatsApp panumber dziri
pamusoro idzo tihwerekete.

Wanga uchiziva here kuti unogona kutenga musoro wembudzi nemakumbo acho zvakabikwa? Tibate ne WhatsApp pa 078 200 0811 k...
22/09/2025

Wanga uchiziva here kuti unogona kutenga musoro wembudzi nemakumbo acho zvakabikwa? Tibate ne WhatsApp pa 078 200 0811 kuti uzive zvizere panyaya yechikafu chinonaka fani. Road runner, garukuni, zvinyenze musoro wen'ombe, mabhonzo ane mongo nezvimwevo zvakawanda zvinoka. Our portions are generous zvekuti vanhu vaviri-vatatu vanogona kutokwana pameal imwe chete. Tiri an online restaurant with our kitchen in Mabelreign, nokudaro, hatiiti ma sit-downs. Chikafu chinounzwa kwamunenge muri for a small delivery fee, kana kuti munogona kuzotora zvenyu mega kana order yenyu yaibva. Tibatei ne WhatsApp panumber dziri pamusoro idzo tihwerekete.

Idhla kudhla kwako usingatamburi nekusvaya nhunzi. Wambohwa here kuti oxtail yedu iri kunaka sei? Ko iro gwaya racho? Op...
16/08/2025

Idhla kudhla kwako usingatamburi nekusvaya nhunzi. Wambohwa here kuti oxtail yedu iri kunaka sei? Ko iro gwaya racho? Open our catalogue and view our yummy meals. We are an online restaurant, nokudaro, we do not do sit downs. You can WhatsApp, text, or call us to find more about how you can order or to learn about our services on 078 200 0811 You can pick up your order from us when it is ready or we can deliver to you at 50c per kilometre from our kitchen in Mabelreign.
KwaChimedza, Kudhla kunonaka!

Zvemukati zvembudzi zvarambira panumber 1 kwevhiki yechipiri. Musoro wembudzi newen'ombe hatichahwereketi hedu. Ticharam...
06/06/2025

Zvemukati zvembudzi zvarambira panumber 1 kwevhiki yechipiri. Musoro wembudzi newen'ombe hatichahwereketi hedu. Ticharamba tichigadzira semadire amunozviita. Iye zvino tine nyemba nezvimwe zvakawanda. Munotaura moga kuti munoda kuti zvibikwe sei. We are an online restaurant, nokudaro hatiiti ma sit-downs. Munotibata neWhatsApp, kufona kana kutexta panumber idzi 078 200 0811 Kana chikafu chenyu chaibva, munogona kuzotora henyu kana kuti we deliver for you at a small delivery fee charged at 50c from our kitchen in Mabelreign, close to the Golf Course and Mabelreign Shops. Tibatei neWhatsApp tihwerekete kana kuti muone zvimwe pa catalog yedu.
KwaChimedza, Kudhla kunonaka!

Introducing zvemukati zvembudzi! Paita kudhla kunonaka pano. Combo yemapapu, tsvo, moyo, nechiropa zvembudzi zvapinda zv...
17/05/2025

Introducing zvemukati zvembudzi! Paita kudhla kunonaka pano. Combo yemapapu, tsvo, moyo, nechiropa zvembudzi zvapinda zvichipisa. Portion iyi inokwana vanhu chero vatatu kana vana vachidhla vachiguta. Tarisa catalog yedu uone zvimwe zvokudhla zvedu zvinonaka fani uye zvisingamurudzi maacids nezvimwe zvigwere zviri kubva muzvikafu zvinongozogwa-zogwa ma spices zvisina mwero. Tiri an online restaurant, nokudaro hatiiti zvema sit downs. Chikafu chinogona kuunzwa kwaunenge uri kana kuti unogona kuzotora kana order yako yaibva. Tibatei ne WhatsApp panumber dzinoti 078 200 0811 kuti muone zvimwe zvatinazvo kana kuisa order yenyu. KwaChimedza Online Restaurant - Kudhla kunonaka.

Address

Harare
0000

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when KwaChimedza Foods posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category